Dhanieri 4:32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uchadzingwa pakati pavanhu uye uchagara nemhuka dzesango; uchadya uswa semombe. Nguva nomwe dzichakuperera kusvikira waziva kuti Wokumusoro-soro ndiye Ishe pamusoro poushe hwavanhu uye kuti anohupa kuna ani zvake waanenge ada.”

Dhanieri 4

Dhanieri 4:30-37