Dhanieri 4:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Ndiko kurota kwandakaita, ini Mambo Nebhukadhinezari. Zvino chindiudza, zvazvinoreva, iwe, Bheriteshazari, nokuti hakuna varume vakachenjera muushe hwangu vangagona kundidudzira. Asi iwe unogona, nokuti mweya wavamwari vatsvene uri mauri.”

Dhanieri 4

Dhanieri 4:17-21