Dhanieri 4:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“ ‘Kutonga uku kwaziviswa navatumwa, vatsvene ndivo vareva zvakatongwa, kuitira kuti vapenyu vagoziva kuti Wokumusoro-soro ndiye ishe pamusoro poushe hwavanhu uye anohupa kuna ani naani waanoda anogadza pamusoro pavo munhu wapasipasi.’

Dhanieri 4

Dhanieri 4:7-23