Dhanieri 3:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo akadana machinda, navarayiri, namadzishe, navapi vamazano, navachenjeri vepfuma, navatongi, namakurukota edzimhosva navamwe vabati vose vamatunhu kuti vauye kuzomukumikidza chifananidzo chaakanga amisa.

Dhanieri 3

Dhanieri 3:1-11