Mambo Nebhukadhinezari akaita chifananidzo chegoridhe, chakanga chakareba makubhiti makumi matanhatua uye makubhiti matanhatub paupamhi, akachimisa pabani reDhura munyika yeBhabhironi.