Dhanieri 2:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana musingandiudzi zvandarota, panongova nechirango chimwe chete. Imi makarangana kundiudza zvinhu zvinonyengera uye zvakaipa, muchifunga kuti zvinhu zvichashanduka. Saka zvino, ndiudzei zvandakarota, ndigoziva kuti muchagona kundidudzira chiroto.”

Dhanieri 2

Dhanieri 2:1-13