Dhanieri 2:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo mambo akapindura akati, “Ndinoziva kwazvo kuti imi munongoda kuwedzera nguva, nokuti munoziva kuti izvi ndizvo zvandatema:

Dhanieri 2

Dhanieri 2:5-9