Dhanieri 2:41 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Sezvamakaona kuti tsoka nezvigunwe zvakanga zvakavhenganiswa ivhu nesimbi, saizvozvo umambo uhu huchava hwakaganhurwa, asi huchava nerimwe simba resimbi mauri, sezvamakaona simbi yakavhenganiswa nevhu.

Dhanieri 2

Dhanieri 2:40-45