Dhanieri 2:40 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pakupedzisira kuchava noushe hwechina, hwakasimba sesimbi, nokuti simbi inoputsa nokupwanya zvinhu zvose, uye sokuputsanya kunoita simbi zvinhu, saizvozvi huchapwanya nokuputsanya humwe hwose.

Dhanieri 2

Dhanieri 2:32-48