Dhanieri 2:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akavakurudzira kuti vakumbire nyasha kubva kuna Mwari wokudenga pamusoro pechakavanzika ichi, kuitira kuti iye neshamwari dzake varege kuurayiwa pamwe chete navakachenjera veBhabhironi.

Dhanieri 2

Dhanieri 2:17-19