Dhanieri 2:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Dhanieri akadzokera kumba kwake akandotsanangurira nyaya yacho kushamwari dzake vana Hanania, naMishaeri naAzaria.

Dhanieri 2

Dhanieri 2:7-18