Dhanieri 11:39 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Acharwisa nhare dzakasimbisisa achibatsirwa namwari wavatorwa uye achakudza zvikuru vaya vanomugamuchira. Achavaita vabati pamusoro pavanhu vazhinji uye achagovera nyika nomutengo.

Dhanieri 11

Dhanieri 11:33-45