Dhanieri 11:38 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pachinzvimbo chazvo, achakudza mwari wenhare; achakudza negoridhe nesirivha namatombo anokosha, nezvipo zvomutengo wapamusoro, mwari akanga asingazivikanwi namadzibaba ake.

Dhanieri 11

Dhanieri 11:31-45