Dhanieri 11:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Nehondo huru achamutsa simba rake nokushinga kwake kuti arwise mambo weZasi. Mambo weZasi acharwa naye nehondo huru kwazvo uye hondo ine simba kwazvo, asi haazogoni kumira nokuda kwamano aakarongerwa.

Dhanieri 11

Dhanieri 11:22-29