Dhanieri 11:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Matunhu akapfuma paanenge adekara, acharwisa uye achakwanisa kuita zvisina kumboitwa namadzibaba ake kana madzitateguru ake. Achagovera zvaakapamba, zvaakatora nebipitira nepfuma, pakati pavanhu vake. Achaita rangano yokuparadza nhare, asi kwechinguva chete.

Dhanieri 11

Dhanieri 11:17-31