Dhanieri 10:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka iye akati, “Unoziva here zvandavinga kwauri? Ndichadzokera nokukurumidza kundorwa nomuchinda wePezhia, uye kana ndaenda, muchinda weGirisi achauya;

Dhanieri 10

Dhanieri 10:16-21