Dhanieri 10:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Iye akati, “Usatya, iwe munhu anokudzwa zvikuru. Rugare! Iva nesimba zvino, simba.” Paakataura neni, ndakabva ndasimba ndikati, “Taurai Ishe wangu, sezvo mandipa simba.”

Dhanieri 10

Dhanieri 10:18-21