Amosi 9:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndichadzosazve vanhu vangu vakatapwa, ivo vaIsraeri; vachavakazve maguta akaitwa matongo uye vachagara maari. Vachasima minda yemizambiringa vagonwa waini yayo. Vacharima mapindu uye vachadya zvibereko zvawo.

Amosi 9

Amosi 9:13-15