Amosi 9:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Mazuva ari kuuya,” ndizvo zvinotaura Jehovha, “mucheki paachapfuurwa nomurimi, uye mudyari paachapfuurwa neanosvina mazambiringa. Waini itsva ichadonha kubva kumakomo, uye ichayerera kubva pazvikomo zvose.

Amosi 9

Amosi 9:6-15