2 Vatesaronika 3:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Takaita izvi, kwete nokuda kwokuti hatina kodzero yokuti tibatsirwe pakadaro, asi kuitira kuti tive muenzaniso kwamuri wokuti mutevere.

2 Vatesaronika 3

2 Vatesaronika 3:1-10