2 Vatesaronika 3:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye hatina kudya chokudya chomunhu tisingaripi. Asi, takashanda usiku namasikati, tichishanda zvikuru uye tichitambudzika kuitira kuti tirege kuva mutoro kwamuri.

2 Vatesaronika 3

2 Vatesaronika 3:4-15