2 Vatesaronika 2:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Pamusoro pezvokuuya kwaIshe wedu Jesu Kristu uye nokuungana kwedu kwaari, tinokukumbirai, hama,

2. kuti murege kuzungunuswa kana kuvhundutswa nechimwe chiprofita, chiziviso kana tsamba inonzi yakabva kwatiri, ichiti zuva raShe ratosvika.

2 Vatesaronika 2