2 Vakorinde 9:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi ndiri kutumira hama kuitira kuti kuzvirumbidza kwedu pamusoro penyu nokuda kwenyaya iyi kurege kuratidzwa pasina chinhu, asi kuti muve makagadzirira sezvandakataura kuti muite.

2 Vakorinde 9

2 Vakorinde 9:1-5