2 Vakorinde 9:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti ndinoziva kuda kwamunako kuti mubatsire, uye ndakanga ndichizvirumbidza nokuda kwaizvozvo kuna veMasedhonia, ndichivaudza kuti kubvira gore rakapera, imi vari muAkaya makanga matogadzirira kupa; uye kushingaira kwenyu kwakamutsa vazhinji vavo kuti vapewo.

2 Vakorinde 9

2 Vakorinde 9:1-10