2 Vakorinde 8:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana ari Tito, ndiye shamwari yangu nomubati pamwe chete neni pakati penyu; kana dziri hama dzedu, ndivo vamiririri vekereke uye kukudzwa kwaKristu.

2 Vakorinde 8

2 Vakorinde 8:18-24