2 Vakorinde 8:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pamusoro pezvo, tiri kutuma hama yedu pamwe chete navo uyo akaratidza kwatiri nenzira dzakawanda kuti anoshingaira, uye zvino kunyanya nokuda kwokuvimba kwake kukuru nemi.

2 Vakorinde 8

2 Vakorinde 8:15-24