2 Vakorinde 5:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

ndiko kuti Mwari akanga achiyananisa nyika kwaari muna Kristu, asingaverengeri vanhu zvivi zvavo. Uye akatipa shoko rokuyananisa.

2 Vakorinde 5

2 Vakorinde 5:17-21