2 Vakorinde 5:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvose izvi zvakabva kuna Mwari, akatiyananisa naye kubudikidza naKristu uye akatipa ushumiri hwokuyananisa:

2 Vakorinde 5

2 Vakorinde 5:16-21