2 Vakorinde 5:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino, sezvo tichiziva kuti kutya Ishe chii, tinoedza kugombedzera vanhu. Zvatiri zviri pachena kuna Mwari, uye ndinovimbawo kuti zviri pachena kuhana dzenyu.

2 Vakorinde 5

2 Vakorinde 5:3-15