2 Vakorinde 5:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti tose tinofanira kumira pamberi pechigaro chokutonga chaKristu, kuti mumwe nomumwe apiwe zvakamufanira pazvinhu zvaakaita nomuviri wake, zvingava zvakanaka kana zvakaipa.

2 Vakorinde 5

2 Vakorinde 5:1-13