2 Vakorinde 4:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi pfuma iyi tinayo mumidziyo yevhu kuratidza kuti simba iri rinopfuura zvose rinobva kuna Mwari kwete kwatiri.

2 Vakorinde 4

2 Vakorinde 4:1-13