2 Vakorinde 4:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti Mwari akati, “Chiedza ngachipenye murima,” akaita kuti chiedza chake chipenye mumwoyo yedu kuti tiwane chiedza choruzivo rwokubwinya kwaMwari muchiso chaKristu.

2 Vakorinde 4

2 Vakorinde 4:1-10