2 Vakorinde 12:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Makanga muchizvifunga here nguva yose iyi kuti takanga tichizvidavirira? Takanga tichitaura pamberi paMwari savaya vari muna Kristu; uye zvose, zvatinoita, vadikani, tinozviita kuti musimbiswe.

2 Vakorinde 12

2 Vakorinde 12:12-21