2 Vakorinde 12:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakurudzira Tito kuti auye kwamuri uye ndatumira hama yedu pamwe chete naye. Tito haana kukutorerai chinhu, akakutorerai here? Hatina kufamba nomweya mumwe chete here uye tikatevera nzira imwe chete?

2 Vakorinde 12

2 Vakorinde 12:14-21