2 Vakorinde 12:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka naizvozvo ndichafara zvikuru kuti ndipedze zvose zvandinazvo nokuzvipedzawo ini pachangu nokuda kwenyu. Kana ndichikudai zvakanyanya, mungandida zvishoma here?

2 Vakorinde 12

2 Vakorinde 12:9-21