2 Vakorinde 12:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino ndagadzirira kukushanyirai kechitatu, uye handichazovi mutoro kwamuri, nokuti zvandinoda kwamuri haisi pfuma yenyu asi imi. Pamusoro pezvo vana havafaniri kuchengetera vabereki, asi vabereki ndivo vanofanira kuchengetera vana.

2 Vakorinde 12

2 Vakorinde 12:11-20