2 Vakorinde 11:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti kana mumwe akauya kwamuri achiparidza mumwe Jesu kunze kwaJesu watakaparidza, kana kuti mukagamuchira mumwe mweya wakasiyana nouyo wamakagamuchira, kana rimwe vhangeri rakasiyana neramakagamuchira, munogona kuzvigamuchira zviri nyore kwazvo.

2 Vakorinde 11

2 Vakorinde 11:2-10