2 Vakorinde 11:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi ndinotya kuti sokunyengerwa kwakaita Evha nenyoka nemano ayo, ndangariro dzenyu dzingangotsauswa kubva pakururama nokuchena kwomwoyo, pakuzvipira kuna Kristu.

2 Vakorinde 11

2 Vakorinde 11:1-12