2 Timoti 4:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino ndakachengeterwa korona yangu yokururama, yandichapiwa, naIshe, mutongi akarurama pazuva iro, uye kwete ini ndoga, asiwo nokuna vose vanoshuva kuonekwa kwake.

2 Timoti 4

2 Timoti 4:1-16