2 Timoti 4:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndarwa kurwa kwakanaka, ndapedza nhangemutange yangu, ndachengeta kutenda kwangu.

2 Timoti 4

2 Timoti 4:5-16