2 Timoti 3:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

matambudziko, nhamo, zvinhu zvose zvakaitika kwandiri muAndioki, Ikoniamu nomuRistra, kutambudzwa kwose kwandakasangana nako. Asi Ishe akandinunura kubva pazviri zvose.

2 Timoti 3

2 Timoti 3:6-13