2 Timoti 3:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi kunyange zvakadaro, iwe unoziva kudzidzisa kwangu kwose, mararamiro angu, chinangwa changu, kutenda kwangu, mwoyo murefu wangu, norudo, nokutsungirira,

2 Timoti 3

2 Timoti 3:1-16