2 Timoti 2:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Muimba huru mune midziyo kwete yegoridhe kana yesirivha chete, asiwo yamatanda, neyevhu; mimwe inokudzwa, mimwe isingakudzwi.

2 Timoti 2

2 Timoti 2:19-21