2 Timoti 2:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kunyange zvakadaro, nheyo dzakasimba dzaMwari dzinomira, dzine chisimbiso ichi chinoti: “Ishe anoziva vanhu vake,” uye, “Ani naani anopupura zita raShe anofanira kubva pane zvakaipa.”

2 Timoti 2

2 Timoti 2:18-26