2 Timoti 1:17-18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

17. Asi kutoti, paakanga ari muRoma, akanditsvaga kwazvo kusvikira andiwana.

18. Ishe ngaamuitire chinhu ichi kuti awane ngoni kubva kuna Ishe pazuva iro! Iwe unoziva kwazvo kuti akandibatsira zvikuru sei muEfeso.

2 Timoti 1