2 Timoti 1:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ishe ngaamuitire chinhu ichi kuti awane ngoni kubva kuna Ishe pazuva iro! Iwe unoziva kwazvo kuti akandibatsira zvikuru sei muEfeso.

2 Timoti 1

2 Timoti 1:17-18