2 Samueri 9:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dhavhidhi akabvunza akati, “Ko, kuchine mumwe akasara here weimba yaSauro wandingaitira tsitsi nokuda kwaJonatani?”

2 Samueri 9

2 Samueri 9:1-11