2 Samueri 8:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Bhenaya mwanakomana waJehoyadha aiva mutariri wavaKereti navaPereti; uye vanakomana vaDhavhidhi vaiva vapi vamazano vamambo.

2 Samueri 8

2 Samueri 8:15-18