2 Samueri 5:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakuru vose veIsraeri vakati vauya kuna Dhavhidhi paHebhuroni, mambo akaita sungano navo paHebhuroni pamberi paJehovha, uye vakazodza Dhavhidhi kuti ave mambo weIsraeri.

2 Samueri 5

2 Samueri 5:1-9