2 Samueri 5:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Panguva yakapfuura, Sauro paakanga ari mambo wedu, ndimi maitungamirira vaIsraeri kuhondo dzavo. Zvino Jehovha akati kwamuri, ‘Uchafudza vanhu vangu Israeri, uye uchava mutongi wavo.’ ”

2 Samueri 5

2 Samueri 5:1-10